Ndiwe歌词由Miriam Mandipira & The Soul Family&Miriam Mandipira&Thomas Fog&Martin Stender&Sren Skov&Sten Larm Rasmussen演唱,出自专辑《Ndiwe》,下面是《Ndiwe》完整版歌词!
Ndiwe歌词完整版
Ndiwe, ndiwe chido chemoyo, ndiwe Ndiwe, ndiwe chido chemoyo, ndiwe
Kundiwona kudai, ndazowana munyaradzi Ndasimudzirwa, honai donhodzo Mubvakure baba, azadzikisa shuviro Pandimire pano, ndaane tariro
Kubva ndichimuka, muswere wose
Mwaka yangu yose, ndichange ndichingo-oimba
Ndiwe, ndiwe chido chemoyo, ndiwe
(Ndiwe chido chemoyo) (ndiwe chido chemoyo wangu)
Shinga mwanangu, unoyambuka Vandisimbisa amai, nhasi uno ndadarika Paive neshungu, ndazoreritsirwa
Moyo wafara, ndotamba shangara
Ndiwe, hapana mumwe
Ndiwe, ndinovimba newe
Ndiwe, ndiwe chido chemoyo wangu